Minister Michael Mahendere – Rarama Lyrics
Hosha, hurwere
Ndufu Zvasimuka
Mukati rarama
Micah mwanangu Rarama
Saka nhasi ndiri mupenyu
Makati rarama
Mwana wangu, Rarama iwe
Nhasi ndiri mupenyu
Makazviona kuti ndave kuparara
Hosha, hurwere
Ndufu Zvasimuka
Mukati rarama
Micah mwanangu Rarama
Saka nhasi ndiri mupenyu
Makati rarama
Mwana wangu, Rarama iwe
Nhasi ndiri mupenyu
Makandiona ndawisirwa
Pasi nezvivi
Makandibata, Mukandisimudza
Makandishamba neropa renyu
Mukandichenesa
Nhasi ndimire munyasha
Makandishamba neropa renyu
Mwariwe Jeso
Nhasi ndimire munyasha
Makandiona ndichichema
Ndarwadziwa
Mukati nyarara mwana wangu
Zvichanaka
Makashandura kuchema
Ukava mufaro
Zvino ndirikufara
Makashandura kuchema
Ukava mufaro
Zvino ndirikufara.
Hallelujah, Hallelujah
Makanaka kani Mwari
Nhasi ndirimupenyu
Munondiraramisa
Nhasi ndimire munyasha
Makandishamba neropa renyu
Munondipa mufaro
Mwari ndinotenda
Aiwa Mwari ndinoda kuti muzive
Makandinakira
Makandikoshera
Mwari ndimi moga.
Aiwa Mwari ndinoda kuti muzive
Makandinakira
Makandikoshera
Mwari ndimi moga.
Aiwa Mwari verengaiwo
tsamba yangu
Makandinakira
Makandikoshera
Mwari ndimi moga.
Aiwa nhasi ndiri mupenyu
Munondiraramisa
Ndiri mupenyu Mwariwe
Munondiraramisa
Nhasi ndiri mupenyu
Munondiraramisa
Nhasi ndiri mupenyu
Munondiraramisa.
Nhasi ndiri mupenyu
Mwari Ndinotenda
Nhasi ndiri mupenyu
Munondiraramisa.
Nhasi ndiri mupenyu
Munondiraramisa
Nhasi ndiri mupenyu
Mwari Ndinotenda
End of Minister Michael Mahendere – Rarama Lyrics
Biography of Minister Michael Mahendere
Full Name: Michael Mahendere
Date of Birth: 28 May 1983
Nationality: Zimbabwean
Professions: Gospel Musician, Songwriter, Pastor, Music Director, Producer, Businessman
Early Life & Family
Michael Mahendere was born into a Christian family as one of seven children. Alongside his brothers Akim, Misheck, and Amos, he formed the Mahendere Brothers, a gospel group that marked the beginning of his music career. His passion for music began in childhood, and he started performing and recording from a very young age.
Musical Beginnings & Growth
He began singing around the age of seven and recorded his first project with the Mahendere Brothers in the early 1990s. Over the years, he taught himself to play multiple instruments including guitar, keyboard, and drums. His musical journey also involved directing choirs, most notably the United Family International (UFI) Choir, where he became a key leader.
Rise to Prominence & Key Works
Michael rose to prominence with songs like Makanaka Jesu, which he rearranged and performed with the UFI Choir. He is widely known for his album series Getting Personal With God, which features songs such as Mumoyo and Salt of the Earth. These works have become staples in Zimbabwean gospel music and beyond.
Ministry & Mentorship
In addition to music, Michael Mahendere serves as a pastor at United Family International Church. His ministry is rooted in worship and mentorship, raising new generations of worshippers and musicians. His leadership combines spiritual depth with musical excellence.
Personal Life
Michael married Vimbai Nyatsambo in December 2011. She actively supports his ministry and often helps manage his music band, Direct Worship. Together, they are blessed with three children.
Achievements & Impact
Michael Mahendere has received multiple awards recognizing his contribution to gospel music. Beyond performance, he has worked toward creating platforms for gospel artists, including initiatives for recording studios and opportunities to grow gospel music in Zimbabwe and across Africa. His vision is to continue shaping worship music that brings people closer to God while nurturing talent in others.
Minister Michael Mahendere – Rarama Lyrics
Minister Michael Mahendere – Rarama Lyrics
Minister Michael Mahendere – Rarama Lyrics
Minister Michael Mahendere – Rarama Lyrics
Minister Michael Mahendere – Rarama Lyrics
Other lyrics
Elee (Remix) lyrics By Pastor Paul Enenche
Frank Edwards – Nothing Impossible Afro Lyrics
All Things Lyrics- Kirk Franklin
Testament Of Love lyrics ft. IB Quake - Ugee Royalty
Travis Greene – EXPECT IMPOSSIBLE Lyrics ft Forward City
Minister Michael Mahendere – Rarama Lyrics
OUR MISSION
Our MISSION is to spread the gospel through the promotion
of Gospel music, Ministries, Music concerts and more.
The idea to support and promote Music Events,
Church Revivals and similar activities
within the Christian faith is what we share
*COPYRIGHT DISCLAIMER*
We do not own the Lyrics for any of the songs or the images featured on this website.
All Lyrics rights belong to its original owner/owners.
No copyright infringement is intended.
We STRONGLY advice you purchase tracks from outlets provided by the original owners
Contents here are for promotional purposes only.
Please Add a comment below if you have any suggestions
Thank you & God Bless you!
All Song Lyrics are the property and Copyright of the Original Owners
Songs and Images here are For Personal and Educational Purpose only